Mutungamiri wenyika yeChad vachangobva kusarudzwa vaIdriss Deby (68) vashaya.
Mutauriri wemaouto azivisa kuti vaDeby vashaya nokuda kwekukuvara ao vange vachirwisana nevapanduki nechokumusoro kwenyika iyi.
Va Idriss Deby vange vave nemakore makumi matatu vachitungamira nyika iyi uye vakanga vakunda musarudzo dzichangobva mukuitwa izvo zvaivapa mukana wechitanhatu wokutungamira.





Mhinduro (0)