Jekeso

Vashanu vashayika mutsaona kwaGutu.

Vashanu vashayika mutsaona kwaGutu.

Vanhu vashanu vashayika mutsaona yaitika nhasi mangwanani kwaGutu.

Izvi zvaitikira panzvimbo yekwaMatizha apo bhazi reInter Africa ranga richidarika bhazi rekwaMandaza ,zvabva zvaita kuti riroverane nemotokari duku yerudzi rweHonda Stream iyo yanga ichienda kwagutu pa54km peg pamugwagwa weChivhu-Roy.

Motokari yeHonda Stream yange ine vanhu vatanhatu.Mumwe chete ayendeswa kuchipatara chekwaGutu akakuvarisa zvikuru.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau