Murawo welevel 2 lockdown woramba uripo ,hurumende inozivisa kudaro nhasi 19 Chikumi 2021,izvi zvabuda pamusangano weKabhineti.
Voruzhinji vari kukurudzirwa kuti vacherechedze zvose zvinoita kuti chirwere che Covid-19 chisatapukire
.Pachirongwa chokubayiwa nhomba zvikamu 37.9% (3 228 506) vakabayiwa jekiseni rokutanga uye chikamu 29.1% (2 486 318) vakabayiwa jekiseni rechipiri.





Mhinduro (0)