Jekeso

Stella Manatsa ashaya

Stella Manatsa ashaya

Mudzimai wemushakabvu muyimbi aive nemukurumbira Zexie Manatsa ashaya.

Stella Manatsa ashaya mushure memwedzi misere murume wake naye ashaya.

Mwanakomana wake Tendai Manatsa atsinhidzira mashoko aya padandemutande retwitter

'Amai vangu vashaika mangwanani anhasi.Takashaikirwa nababa mwedzi misere yadarika ' anyora kudaro

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau