Mutengo wemafuta edzimotokari unokwira.Diesei rave Z$62.77 uye Petrol yave Z$71.62 palitre rimwe chete kutanga nhasi 24 Chikumi 2020.
Kukwira kwemafuta kuri kukonzerwa nekushaya simba kwemari yemuno kana tichiyienzanisa nemari yedhora rekuAmerica.
Mitengo yezvekudya uye nezvigadzirwa nayo iri kuramba ichiyita chamurambamhuru zvoita kuti veruzhinji vashaye chouviri.





Mhinduro (0)