Jekeso

Mumiriri weZimbabwe kuDRC vaTomana vashaya

Mumiriri weZimbabwe kuDRC vaTomana vashaya
Mushakabvu VaJohannes Tomana

Mumiriri wenyika kuDRC va Johannes Tomana(56) vashaya nhasi mangwanani.

VaTomana avo vaimbove Prosecutor General vainge vashanya kuHonde valley uko kwaive nenhamo.

Zviri kufungidzirwa kuti vashaya mushure mokunge vadya chikafu chine muchetura

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau