Jekeso

Ngezi Platinum Stars FC yaita Shasha mumakwikwi egore rino

Ngezi Platinum Stars FC yaita Shasha mumakwikwi egore rino

Chikwata che Ngezi Platinum Stars FC ndicho chakunda mumakwikwi eCastle Larger Premier League egore rino.

Izvi zvinotevera kukunda kwachaita chikwata cheSimba Bhora 2-1 nhasi kunhandare yeBaobab.

Izvi zvinoreva kuti Ngezi Platinum Stars yabva yaita zvibodzwa zvakawandisa zvokuti chikwata chinoitevera hachikwanisi kuzoyibata pamitambo miviri yasara kuti makwikwi aya achisvika kwamvura yacheka makumbo

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau