Bato reZanu Pf rakunda musarudzo dzeGutu West dzakaitwa musi wemugovera 12 Mbudzi 2023.
VaJohn Paradza avo vakange vakamirira bato reZanu Pf vakawana mavhotsi 12 147 ,vaSabastian Mudzingwa avo vainge vakazvimirira vakawana 1 775 va Ephraim Morudu veCCC vakawana mavhotsi 1 258 uyewo vaRobson Kurwa ve NCA vakawana mavhotsi 138.
Sarudzo idzi dzakaitwa mushure mokushaya kwava Christopher Mutonho akange ari mumwe wevaikwikwidza apo pakaitwa sarudzo dzemusi wa 23 Nyamavhuvhu 2023.





Mhinduro (0)