Jekeso

Matura matsva manomwe akumikidzwa muKwekwe

Matura  matsva manomwe akumikidzwa muKwekwe

Mutungamiri wenyika vaEmmerson Dambudzo Mnangagwa nhasi 05 Chivabvu 2025 vakumikidza matura matsva muguta reKwekwe

Matura matsva yayo akavakwa nemidziyo nehunyanzvi hwechizvino ari padhepoti reGrain Marketing Board uye anotakura zvirimwa zvetsanga zvinorema matani 56000MT.

Vachitura mashoko avo mutungamiri wenyika vaMnangagwa vati ivo matura nanomwe aya huchapupu hunotaridza kuvandudzika kuri kuitika munezve kurima munyika

chivaka ichi chauya panguva yakakosha zvikuru takatarisana nekusanduka kuri kuita mamiriro ekunze zvoita kuti zvikoshe kuti pave nanzvimbo dzokuchengetera zvekudya

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau