Sangano reCAF Appeal Board rakazivisa nezvekutorerwa mukombe weAFCON 2025 kwechikwata che Senegal ,uye kuti chikwata che Morocco ndicho chakakunda mumakwikwi aya nezvibodzwa 3-0.
Izvi zvinotevera kushandiswa kweChikamu 82 ne 84 cheMitemo yeCAF Africa Cup of Nations
Mumakwikwi emukombe uyu chikwata che Senegal chinonzi chakabuda munhandare mutambo usati wapera senzira yekunyunyuta mabatirwo emutambo.
.Chikwata ichi chakazodzokera munhandare mushure memaminetsi gumi uye chakazokunda pamutambo uyu panguva yeExtra time nechibodzwa chimwe chete.
Senegal inoti ichapikisa mutongo uyu.





Mhinduro (0)