Jekeso

VaMasango Matambanadzo vashaya

VaMasango Matambanadzo vashaya

VaJealous Mawarire mutauriri webato reNational Partriotic Front vazivisa ,mashoko ukushaya kwavaMasango matambanadzo avo vaive mumiriri weKwekwe Central Mudare reparamende.
Vazivisa mashoka aya paTwitter yavo asi havana zvizhinji zvavataura.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau