Gurukota rezvedzidzo yePuraimari neSekondari, VaTorerayi Moyo, vakaramba mashoko ekuti muZimbabwe, huwandu hwevadzidzisi zvichienzaniswa nevadzidzi hunosvika padanho rekuti mudzidzisi mumwe anotarisira vadzidzi vari pakati pe80 ne200.
Vachitaura mashoko vari muparamende vakati ivo pari zvino mudzidzisi ari kutarisira vana kubva pamakumi matatu kusvika pamakumi mashanu nevashanu.
‘’ muno munyika teacher pupil ratio ino ranger between 30 to 55 ,the worse scenario is 60 ,kwete zve 200’’ vakadaro vaMoyo.
Zvichakadaro veruzhinji voti kunyange zvakadaro hurumende ngayipinze vamwe varairidzi basa kuyedza kuderedza dambudziko iri.
VaMoyo voramba mashoko ekuti mudzidzisi odzidzisa vadzidzi mazana maviri .





Mhinduro (0)