Jekeso

Tafadzwa Muguti akabviswa pabasa mushure memwedzi miviri agadzwa

Tafadzwa Muguti akabviswa pabasa mushure memwedzi miviri agadzwa
Tafadzwa muguti ayimbove munyori mukuru webazi rehurumende dzemunharaunda nemabasa everuzhinji

Mutungamiri wenyika vaEmmerson Dambudzo Mnangagwa vakabvisa Tafadzwa Muguti pachigaro chekuve munyori mukuru webazi rehurumende dzemunharaunda nemabasa everuzhinji musi wa11 Mbudzi 2026, mwedzi miviri chete mushure mekunge agadzwa pachigaro ichi.Hapana chikonzero chakapiwa kuti sei vakabviswa pachigaro ichi.
Dr Addmore Pazvakavambwa ndivo vakadzwa somunyori mukuru .

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau