Jekeso

Hurumende yobvisa mutero wekunze kuNharembozha

Hurumende yobvisa mutero wekunze kuNharembozha

Munyori : Tonderai Marindire

Gurukota rezvemari vaMthuli Ncube vakazivisa mashandisirwo emari egore ra2027 kuti hurumende iri kubvisa mutero wekunze (Customs Duty) kunharembozha kubva pa pa25% kusvika pa0%, senzira yekukurudzira vanhu vakawanda kuti vatore nekushandisa tekinoroji yeruzivo nekutaurirana (ICT).

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau