Jekeso

Hurumende inowedzera vashandi vayo mari

Hurumende inowedzera vashandi vayo mari
Muzvinafundo Paul Mavhima

Hurumende inowedzera mari inotambirwa nevashandi vayo,apo mushandi anotambira mari shoma achange achipiwa 15000 uyewo murairidzi 18000.

Izvi zvinotevera kunyunyuta kuri kuita varairidzi avo vari kutarisira kuti hurumende iva tambirise mari inoenderana neUSD520 yekuAmerica.

Vamwe vana vechikoro vanga vasati vavhura vari kutarisirwa kutanga zvidzidzo zvavo svondo rinotevera .

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau