Jekeso

Hurumende ino zivisa nezve kuvhurwa kwezvikoro

Hurumende ino zivisa nezve kuvhurwa kwezvikoro
Gurukota rezve kufambiswa kwemashoko Monica Mutsvangwa

Gurukota rezve kufambiswa kwemashoko,kudyidzana neveruzhinji nekutepenyura muzvare Monica Mutsvangwa ,vazivisa kuti dare rekabhineti rabvumirana kuti zvikoro zvichavhurwa muzvikamu zvino tevedzana.

Chikamu chokutanga ndeche vadzidzi vanonyora bvunzo avo vachavhura musi wa15 Kurume 2021.

Vamwe vose vachavhura musi wa22 Kurume 2021.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau