Amerika ne Israel vobatana kurwisa Iran


28 Feb 26

Click here to watch video

America ne Israel vobatana kurwisa Iran.

Kupitika kune mutsindo kwanzwika nhasi mangwanani 28 Kukadzi muguta reTehran .

Zvichakadaro pane mashoko ekuti Iran iri kudzoserawo sezvo kuputika kune mutsindo kwatanga kunzwikawo muguta reJerusalem muIsrael.

Kupokana uku kuri kutarisirwa kuti kunogona kupararira mune dzimwe nyika dzakakomberedza munzvimbo yeGulf