Chando chauraya munhu muKwekwe


10 Jun 24

Click here to watch video

Pane murume anofungidzirwa kuti aurawa nechando muguta rekwekwe nhasi mangwanani.

Murume uyu ange akarara pamukova wechimwe chivakwa chiri pamugwagwa 2nd Ave naNelson Mandela muKwekwe.

Mapurisa anga asati asvika patanyora