03 Jan 26
Click here to watch video
Dhamu guru reTokwe-Mukosi rave kufashukira zvichitevera mvura zhinji iri kupinda mudhamu iri.
Vagari nemisha iri nechezasi kwedhamu iri voyambirwa kuti vangwarire varege kuyambuka nzizi dzakazara.