Mapurisa muKwekwe vokurudzira veruzhinji kuti vangwarire Mbavha


24 Jul 24

Click here to watch video

Mapurisa mukwekwe vokurudzira kuti veruzhinji vachengetedze midziyo yavo uye kungwarira mbavha idzo dzarura mumisha inogara vanhu