Gurukota rezve Local Government ,Public Works and National Housing vaDaniel Garwe 27 Aug 26
Hurumende iyi kuyambira veruzhinji kuti vangwarire varege kutenga nzimbo dzekuvakira dzimba kubva kumagweregwere , izvi zvinotevera kupazwa kuri kuitwa dzimba dzakavakwa panzvimbo dzisingatendedzwi muguta reHarare nedzimwe nzvimbo munyika.
Vachitaura vari muguta reHarare musi wa27 Nyamavhuvhu 2027 gurukota rezve Local Government ,Public Works and National Housing vaDaniel Garwe vakakurudzira veruzhinji kuti vangwarire vasatengeserwe nzvimbo dzekuvakira dzimba nemagweregwere vanozivikanwa kunzi maLand Barons
‘’ngatiudzei vanhu kuti varegekutenga land kubva kuma land barons ,lets not buy land kubva kuma Sabhuku.The law does not allow masabhuku kutengesa land.The land does not belong to the chief neither to the headmen or the headmaster or the chairman of the Party in the district ,but it belongs to the head of State’’
VaGarwe vakayambira kuti pari zvino muguta reHarare rine mirairo yedare yokupaza zvivakwa inosvika zviuru zvishanu .
Posted on:09 Jul 2026
Posted on:16 Apr 2026
Posted on:07 Aug 2025
Posted on:11 Feb 2025
Posted on:22 Nov 2024
Posted on:02 Jul 2024
Posted on:06 Feb 2024
Posted on:21 Nov 2023
Posted on:16 Nov 2023
Posted on:05 Jun 2023
Posted on:14 Dec 2022
Posted on:01 Nov 2022