Jekeso

Muzvinabhizimisi Wicknell Chivayo nemudzimai wake vakavigwa nezuro

Muzvinabhizimisi Wicknell Chivayo nemudzimai wake vakavigwa  nezuro

Muzvinabhizimisi Wicknell Chivayo nemudzimai wake, Lucy "Lulu" Muteke, vakavigwa nezuro, China8 Gumiguru 2026 kuSahwira Glen Forest Memorial Park muHarare.
Chivhayo akashaya nekuda kweetsaona yendege kuMarondera musi wa 30 Gunyana 2026.
Mutungamiri wenyika vaEmmerson Dambudzo Mnangagwa vakamupa ruremekedzo rwegamba redunhu.
Akasiya vana vaviri John Chenjera na Atarah Minana vaakave navo neayimbova mudzimai wake Sonja Madzikanda.
Akatsanangurwa nevatauri vazhinji somunhu ayibatsira nekusimudzira vamwe.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau