Mutungamiri wenyika vaEmmerson Dambudzo Mnangagwa nezuro vakagadza muzvinabhizimisi uye Senator Kudakwashe Tagwirei kuva gurukota rekusimudzirwa kwehupfumi nekukurudzirwa kwemabhizimisi.
Vachizivisa nezvekudomwa kwaVaTagwirei, Dr Rushwaya vakati danho iri rakatorwa zvichienderana neChikamu 104(1) chebumbiro reMutemo.
“Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Dambudzo Mnangagwa, vadoma vaKudakwashe Tagwirei kuva gurukota rekusimudzirwa kwehupfumi nekukurudzirwa kwekudyara mari.
Vanotanga kushanda basa ravo chiriporipo” vakadaro.





Mhinduro (0)