Jekeso

Mashoko emutunganiri wenyika enyaradzo zvichitevera kushaya kwaVaChivhayo

Mashoko emutunganiri wenyika enyaradzo zvichitevera kushaya kwaVaChivhayo

Mutungamiri wenyika va Emmerson Dambudzo Mnangagwa vatumira mashoko enyaradzo zvichitevera kushaya kwamuzvina bhizimusi aive nembiri wicknell Chivhayo. Chivhayo akashaya pamwe nemudzimai vake mutsaona yendege kuMarondera musi wa30 Gunyana 2026.

Mumashoko avo mutungamiri wenyika vati ivo vakavhundutsa pamwe nekusuwa nekuda kwekushaya kwemhuri diki zvakare vatsanangura nezvemabasa ekubatsira akaitwa vazhinji munyika naVaChivhayo.

‘’Mhuri yekwaChivhayo yakabata vazhinji munyika kuburikidza nemabasa ekubatsira nemari inozvika kuma mirioni amadhora ,yakasimudzira nekusandura upenyu

vatsanangurwa semunhu ange ane muono wekusimudzira nharaunda ,nyika pamwe chete nedunhu reAfrica.

Zvichakadaro mutungamiri wenyika yeKenya vaWilliam Ruto navo vakatumira mashoko enyaradzo vachiti navo varasikirwa neshamwari yavo yanga ine muono wekusimudzira upenyu hwevazhinji muAfrica.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau