Jekeso

Muzondo akahwinha mhenduro yegoridhe kuSenegal

Muzondo akahwinha mhenduro yegoridhe kuSenegal

Ropafadzo Muzondo (17), akanyora nhoroondo nekuva wekutanga kuwana menduru yegoridhe kuZimbabwe mumitambo yeYouth Olympic Games, mushure mekupedza nhangemutange ye200 metres yemakwikwi evarume akaitirwa kuDakar, Senegal.
Muzondo akakunda makwikwi aya munguva inosvika 21.04.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau