Munyori : Tonderai Marindire
Gurukota rezvemari vaMthuli Ncube vakazivisa mashandisirwo emari egore ra2027 kuti hurumende iri kubvisa mutero wekunze (Customs Duty) kunharembozha kubva pa pa25% kusvika pa0%, senzira yekukurudzira vanhu vakawanda kuti vatore nekushandisa tekinoroji yeruzivo nekutaurirana (ICT).





Mhinduro (0)